Mr Makaza
Murimi chengetedza Goho Rako: Kudzivirira Kubirwa. 1. Vatengesi vembeu nefetereza venhema. Munhu anokupa mutengo wakaderera, achiti tanga wabhadhara neEcoCash wozotora zvinhu. Zvinhu hazviuyi, kana kuti imbeu yenhema inoparadza …
By Elisha Never Makaza Platform publisher
13 Jul 2026
Read article